Genesi 9:20 - Shona BIBLE20 Nowa akatanga kuva murimi, akarima munda womuzambiringa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Noa wakataŋga kuʋa murimi, akarima munda womuzambiriŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Noa akatanga kuva murimi, akarima munda womuzambiringa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nowa aiva murimi akasima munda wemagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Nowa aiva murimi akasima munda wemagirepisi. Viz kapitola |