Genesi 9:19 - Shona BIBLE19 Ndivava vakanga vari vanakomana vaNowa; nyika yose yakazadzwa navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndiʋaʋa ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaNoa; nyika yose yakazadzwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ndivava vakanga vari vanakomana vaNoa; nyika yose yakazadzwa navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano. Viz kapitola |