Genesi 9:1 - Shona BIBLE1 Zvino Mwari akaropafadza Nowa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mŋari wakaropafadza Noa naʋanakomana ʋake, akati kwaʋari: Ƃerekai, muwande, muzadze nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika. Viz kapitola |