Genesi 8:8 - Shona BIBLE8 Ipapo akabhururutsa njiva paakanga ari, kuti aone kana mvura yaserera panyika; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo akabururusa njiʋa paakaŋga ari, kuti aʋone kana mvura yaserera panyika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo akabhururutsa njiva paakanga ari, kuti aone kana mvura yaserera panyika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akazotumawo njiva achida kuziva kuti mvura yapwa here panyika. Viz kapitola |