Genesi 8:10 - Shona BIBLE10 Ipapo akagara mamwe mazuva manomwezve, akabudisazve njiva paareka; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo akagara mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa paareka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo akagara mamwe mazuva manomwezve, akabudisazve njiva paareka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akagara mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya mungarava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akagara mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya mungarava. Viz kapitola |