Genesi 7:20 - Shona BIBLE20 Mvura ikakwirira kusvikira pamakubhiti ane gumi namashanu pamusoro pawo; makomo akafukidzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mvura ikakwirira kuȿikira pamakubiti anegumi namashanu pamsoro pawo; makomo akafukidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Mvura ikakwirira kusvikira pamakubhiti ane gumi namashanu pamusoro pawo; makomo akafukidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mvura yakazara ikafukidza makomo ikaapfuurira namamita manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mvura yakazara ikafukidza makomo ikaapfuurira namamita manomwe. Viz kapitola |