Genesi 7:15 - Shona BIBLE15 Zvakapinda kuna Nowa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀakapinda kunaNoa muareka, ɀiʋiri‐ɀiʋiri ɀeɀipenyu ɀose ɀinomŋeya woʋupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvakapinda kuna Noa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri, Viz kapitola |