Online Bible

- Reklamy -




Genesi 6:9 - Shona BIBLE

9 Marudzi aNowa ndiwo: Nowa wakanga ari munhu wakarurama, asina chipomerwa mumarudzi ake; Nowa wakafamba naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakaŋga ari munhu wakarurama, asinemhoȿa mumarudzi ake; Noa wakafamba naMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakanga ari munhu wakarurama, asina mhosva mumarudzi ake; Noa wakafamba naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 6:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy