Online Bible

- Reklamy -

Genesi 6:3 - Shona BIBLE

3 Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, zvaari wenyamawo hake; naizvozvo mazuva ake achava makore ane zana namakumi maviri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ipapo Jehova akati: Mŋeya waŋgu hauŋgarambi ucigara mumunhu nokusiŋgaperi, ɀaari wenyama ʋo hake; naiɀoɀo mazuʋa ake acaʋa makore anezana namakumi maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, zvaari wenyamawo hake; naizvozvo mazuva ake achava makore ane zana namakumi maviri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Tenzi akati, “Handichabvumiri kuti mweya wangu uri mumunhu ugare maari nokusingaperi nokuti munhu ndowenyama, anofa. Saka haachagara panyika nguva inodarika zana ramakore rina makore makumi maviri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Tenzi akati, “Handichabvumiri kuti mweya wangu uri mumunhu ugare maari nokusingaperi nokuti munhu ndowenyama, anofa. Saka haachagara panyika nguva inodarika zana ramakore rina makore makumi maviri.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 6:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy