Genesi 6:22 - Shona BIBLE22 Nowa akaita saizvozvo; sezvaakarairwa naMwari, wakaita zvose saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Noa akaita saiɀoɀo; seɀaakarairwa naMŋari, wakaita ɀose saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Noa akaita saizvozvo; sezvaakarairwa naMwari, wakaita zvose saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nowa akaita zvose zvaakanzi naMwari aite. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Nowa akaita zvose zvaakanzi naMwari aite. Viz kapitola |