Genesi 50:6 - Shona BIBLE6 Farao akati, “Kwira, undoviga baba vako, sezvavakakupikisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Farao akati: Kwira, undoʋiga ɓaɓa ʋako, seɀaʋakakupikisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Farao akati, “Kwira, undoviga baba vako, sezvavakakupikisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Farao akati, “Enda zvako undoviga baba vako sokutsidzirana kwawakaita navo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Farao akati, “Enda zvako undoviga baba vako sokutsidzirana kwawakaita navo.” Viz kapitola |