Genesi 50:26 - Shona BIBLE26 Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo Josefa akafa, aʋa namakore anezana negumi; ʋakamusasika, akaiswa mubokisi paEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo. Viz kapitola |