Online Bible

- Reklamy -

Genesi 50:24 - Shona BIBLE

24 Josefa akati kuhama dzake, “Ndofa, asi Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nokukubudisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaka, naJakobho.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Josefa akati kuhama dzake: Ndofa, asi Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nokukuɓuɗisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abrahama, naIsaka, naJakobo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Josefa akati kuhama dzake, “Ndofa, asi Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nokukubudisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaka, naJakobho.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Josefi akazotaurira hama dzake kuti, “Ini ndava kufa. Asi Mwari achakushanyirai, achazokutamisai munyika ino agoenda nemi kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Josefi akazotaurira hama dzake kuti, “Ini ndava kufa. Asi Mwari achakushanyirai, achazokutamisai munyika ino agoenda nemi kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 50:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy