Genesi 50:23 - Shona BIBLE23 Josefa akaona vana vaEfuremu vorudzi rwechitatu, navana vaMakiri, mwanakomana waManase, vakaberekerwa pamabvi aJosefa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Josefa akaʋona ʋana ʋaEfraimi ʋorudzi rwecitatu, naʋana ʋaMakiri, mŋanakomana waManase, ʋakaɓerekerwa pamabvi aJosefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Josefa akaona vana vaEfuremu vorudzi rwechitatu, navana vaMakiri, mwanakomana waManase, vakaberekerwa pamabvi aJosefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akaona vana navazukuru vaEfuremu. Akaonawo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekwa achiripo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Josefi akaona vana navazukuru vaEfuremu. Akaonawo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekwa achiripo. Viz kapitola |