Genesi 50:20 - Shona BIBLE20 Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana muri’mi, makandifuŋgira ɀakaipa, asi Mŋari wakafuŋga kuti ɀiʋe ɀakanaka, kuti ɀiitwe seɀinoitwa nhasi, kuti ʋanhu ʋazhinji ʋararamiswe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kunyange zvazvo imi makandiitira bangano rakaipa, Mwari akarishandisa kuita zvakanaka zvaaida zvokuponesa vanhu vazhinji, sezvazviri nhasi uno. Viz kapitola |