Genesi 50:2 - Shona BIBLE2 Josefa akaraira varanda vake vakanga vari vanachiremba vehutano, kuti vasasike baba vake, vanachiremba vezvehutano vakasasika Isiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Josefa akaraira ʋaranda ʋake dzakaŋga dziri ŋaŋga, kuti dzisasike ɓaɓa ʋake, ŋaŋga dzikasasika Israeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Josefa akaraira varanda vake dzakanga dziri n'anga, kuti vasasike baba vake, n'anga dzikasasika Isiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Josefi akarayira vanhu vaiita basa rokuomesa zvitunha kuti vanyatsoomesa chitunha chababa vake Isiraeri. Vanhu ivavo vakaita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Josefi akarayira vanhu vaiita basa rokuomesa zvitunha kuti vanyatsoomesa chitunha chababa vake Isiraeri. Vanhu ivavo vakaita saizvozvo. Viz kapitola |