Online Bible

- Reklamy -

Genesi 50:11 - Shona BIBLE

11 Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “Kuchema uku kukuru ndokwaVaIjipiti;” naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJodhani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ʋanhu ʋaigara panyika yeKanani ʋakati ʋaciʋona kucema ikoko paɓuriro raAtadi, ʋakati: Kucema uku kukuru ndokwaʋaEgipita; naiɀoɀo nɀimbo iyo ikatumidzwa Aberi‐mizraimi, iri mhiri kwaJoridani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “Kuchema uku kukuru ndokwavaIjipiti;” naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Vanhu venyika iyoyo, vaKanani pavakaona muchemero iwoyo waiitwa paburiro repaAtadhi, vakati, “Aiwa kuchema kuri kuitwa navaIjipiti kwakakura zvisingatauriki.” Naizvozvo vakatumidza buriro racho zita rokuti Kuchema kwavaIjipiti. Buriro iroro riri kumhiri kwaJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Genesi 50:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy