Online Bible

- Reklamy -




Genesi 5:32 - Shona BIBLE

32 Nowa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Nowa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Noa wakaŋga anamakore anamazana mashanu; Noa akaɓereka Shemi, naHami, naJafeti.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Noa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Noa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 5:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy