Online Bible

- Reklamy -




Genesi 5:30 - Shona BIBLE

30 Shure kwokuberekwa kwaNowa, Rameki akagara makore ana mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu; akabereka vanakomana navanasikana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Shure kwokuɓerekwa kwaNoa, Rameki akagara makore anamazana mashanu namakumi mapfumbamŋe namashanu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Shure kwokuberekwa kwaNoa, Rameki akagara makore ana mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu; akabereka vanakomana navanasikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Rameki akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Nowa, Rameki akazogarazve mazana mashanu ana makumi mapfumbamwe amakore ana makore mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Rameki akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Nowa, Rameki akazogarazve mazana mashanu ana makumi mapfumbamwe amakore ana makore mashanu.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 5:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy