Genesi 5:29 - Shona BIBLE29 akamutumidza zita rinonzi Nowa, achiti, “Uyu achativaraidza pabasa redu napakutambudzika kwamaoko edu, zvinobva panyika yakatukwa naJehovha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 akamutumidza zita rinonzi Noa, aciti: Uyu ucatiʋaraidza paɓasa reɗu napakutambudzika kwamaʋoko eɗu, ɀinobva panyika yakatukwa naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 akamutumidza zita rinonzi Noa, achiti, “Uyu achativaraidza pabasa redu napakutambudzika kwamaoko edu, zvinobva panyika yakatukwa naJehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 waakatumidza zita rokuti Nowa, achiti, “Mwana uyu ndiye achatizorodza mwoyo pabasa redu rakaoma ratinotambura tichiita namaoko edu zvakakonzerwa nenyika yakapiwa rushambwa naTenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 waakatumidza zita rokuti Nowa, achiti, “Mwana uyu ndiye achatizorodza mwoyo pabasa redu rakaoma ratinotambura tichiita namaoko edu zvakakonzerwa nenyika yakapiwa rushambwa naTenzi.” Viz kapitola |