Genesi 5:14 - Shona BIBLE14 Mazuva ose aKenani akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi, akafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mazuʋa ose aKenani akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe negumi, akafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Mazuva ose aKenani akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi, akafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saka ose pamwechete, Kenani akagara mazana mapfumbamwe ane gumi ramakore, ndokuzofa zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Saka ose pamwechete, Kenani akagara mazana mapfumbamwe ane gumi ramakore, ndokuzofa zvake. Viz kapitola |