Genesi 49:4 - Shona BIBLE4 Unotutuma semvura, haungavi noukuru; Nokuti wakakwira kuuvato hwababa vako, Ukausvibisa; wakakwira kumubedha wangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Unotutuma semvura, hauŋgaʋi noʋukuru; Nokuti wakakwira kuʋuʋato bgaɓaɓa ʋako, Ukaʋuȿiɓisa; wakakwira kumubeda waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Unotutuma semvura, haungavi noukuru; Nokuti wakakwira kuuvato hwababa vako, Ukausvibisa; wakakwira kumubedha wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Unovhaira semvura iri kuvira, asi hauzovi mukuru nokuti wakapinda iwe mumba mangu, ini baba ukan'oresa pandinorara, uchitoenda zvako pauriri hwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Unovhaira semvura iri kuvira, asi hauzovi mukuru nokuti wakapinda iwe mumba mangu, ini baba ukan'oresa pandinorara, uchitoenda zvako pauriri hwangu. Viz kapitola |