Genesi 49:20 - Shona BIBLE20 Ashuru achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asheri ucaʋa neɀokudya ɀakakora; Iye ucaʋuya neɀinonaka ɀinofanira madzishe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Asheri achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo. Viz kapitola |