Genesi 49:15 - Shona BIBLE15 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaʋona zororo kuti rakanaka. Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, Akaʋa muɓatiri wecibaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Viz kapitola |