Genesi 49:12 - Shona BIBLE12 Meso ake achatsvuka newaini, Meno ake achachena nomukaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Meso ake acatȿuka newaini, Meno ake acacena nomukaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Meso ake achatsvuka newaini, Meno ake achachena nomukaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Meso ake achatsvuka kunge waini, meno ake agochena kuti mbe-e somukaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Meso ake achatsvuka kunge waini, meno ake agochena kuti mbe-e somukaka. Viz kapitola |