Genesi 49:10 - Shona BIBLE10 Tsvimbo youshe haingabvi kuna Judha, Kana mudonzvo, womubati pakati petsoka dzake, Kusvikira Shiro auya; Ndudzi dzose dzavanhu dzichamuerera iye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Tȿimbo yoʋushe haiŋgabvi kunaJuda, Kana muɗonɀo womuɓati pakati petsoka dzake, Kuȿikira Shiro aʋuya; Ndudzi dzose dzaʋanhu dzicamuerera iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Tsvimbo youshe haingabvi kuna Judha, Kana mudonzvo, womubati pakati petsoka dzake, Kusvikira Shiro auya; Ndudzi dzose dzavanhu dzichamuerera iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Tsvimbo youshe haizobvi pana Judha. Haazotorerwa nyembe youmambo, kusvikira muridzi wenyembe asvika. Ndudzi dzose dzavanhu dzichamuteerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Tsvimbo youshe haizobvi pana Judha. Haazotorerwa nyembe youmambo, kusvikira muridzi wenyembe asvika. Ndudzi dzose dzavanhu dzichamuteerera. Viz kapitola |