Genesi 49:1 - Shona BIBLE1 Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, “Unganai, ndikuudzei zvamuchaitirwa namazuva anotevera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jakobo wakaɗana ʋanakomana ʋake, akati: Ʋuŋganai, ndikuʋudzei ɀamucaitirwa namazuʋa anoteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, “Unganai, ndikuudzei zvamuchaitirwa namazuva anotevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana. Viz kapitola |