Genesi 48:8 - Shona BIBLE8 Isiraeri akaona vanakomana vaJosefa, akati, “Ndivananiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Israeri akaʋona ʋanakomana ʋaJosefa, akati: Ndiʋananiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Isiraeri akaona vanakomana vaJosefa, akati, “Ndivananiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Isiraeri paakaona vana vaJosefi vakomana akati, “Ko ava ndivananaaniko ava?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Isiraeri paakaona vana vaJosefi vakomana akati, “Ko ava ndivananaaniko ava?” Viz kapitola |