Genesi 48:7 - Shona BIBLE7 Kana ndirini, pakubva kwangu paPadhani, ndakafirwa naRacheri panyika yeKenani munzira ndasvika pedyo neEfurata, ndikamuvigapo panzira inoenda Efurata (rimwe zita ndiBhetirehemu).” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana ndirini, pakubva kwaŋgu paPadani, ndakafirwa naRakeri panyika yeKanani munzira ndaȿika pedyo neEfrati, ndikamuʋiga’po panzira inoenda Efrati (rimŋe zita ndiBetrehema). Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana ndirini, pakubva kwangu paPadhani, ndakafirwa naRakeri panyika yeKenani munzira ndasvika pedyo neEfurata, ndikamuvigapo panzira inoenda Efurata (rimwe zita ndiBheterehemu).” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndinodaro nokuti pandaibva kuMesopotamia, amai vako Rakeri vakandifira panzira munyika yeKanani tava kuda kundosvika kuEfurati, ndiyowo Bheterehemu, ndikavaviga ipapo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndinodaro nokuti pandaibva kuMesopotamia, amai vako Rakeri vakandifira panzira munyika yeKanani tava kuda kundosvika kuEfurati, ndiyowo Bheterehemu, ndikavaviga ipapo.” Viz kapitola |