Online Bible

- Reklamy -

Genesi 48:6 - Shona BIBLE

6 Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi ʋana ʋako, ʋawakaɓereka shure kwaʋo, ʋacaʋa ʋana ʋako, ʋacatumidzwa nezita raʋakuru ʋaʋo panhaka yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi vana vako, vawakabereka shure kwavo, vachava vana vako, vachatumidzwa nezita ravakuru vavo panhaka yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Asi vawakazoberekerwa mushure mavo, ndivo vachava vana vako. Nhaka yavo vanotozoiwana muzita ravakoma vavo ivavo.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 48:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy