Online Bible

- Reklamy -




Genesi 48:22 - Shona BIBLE

22 Newe ndinokupa mugove mumwe kupfuura vamwe vana vababa vako, uya wandakatorera VaAmori nomunondo wangu nouta hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Newe ndinokupa mugoʋe mumŋe kupfuʋura ʋamŋe ʋana ʋaɓaɓa ʋako, uya wandakatorera ʋaAmori nomunondo waŋgu noʋuta bgaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Newe ndinokupa mugove mumwe kupfuura vamwe vana vababa vako, uya wandakatorera vaAmori nomunondo wangu nouta hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Iwe ndinokupa mumwe mugove wandisingape vakoma nevanun'una vako. Ndinokupawo dunhu reShikemu randakatora pandakarwisa vaAmori nebakatwa rangu nouta hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Iwe ndinokupa mumwe mugove wandisingape vakoma nevanun'una vako. Ndinokupawo dunhu reShikemu randakatora pandakarwisa vaAmori nebakatwa rangu nouta hwangu.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 48:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy