Online Bible

- Reklamy -

Genesi 48:15 - Shona BIBLE

15 Akaropafadza Josefa, akati, “Mwari uya, akafamba madzibaba angu pamberi pake, vana Abhurahamu naIsaka, Mwari akandifudza paupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Akaropafadza Josefa, akati: Mŋari uya, wakafamba madziɓaɓa aŋgu pamberi pake, ʋana‐Abrahama naIsaka, Mŋari wakandifudza paʋupenyu bgaŋgu bgose kuȿikira zuʋa ranhasi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Akaropafadza Josefa, akati, “Mwari uya, akafamba madzibaba angu pamberi pake, vana Abhurahamu naIsaka, Mwari akandifudza paupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Jakobho akakomborera Josefi achiti, “Mwari aiteverwa namadzibaba angu Abhurahamu naIsaki, Mwari akava mufudzi wangu muupenyu hwangu hwose kusvikira zuva ranhasi,

Viz kapitola kopírovat

Genesi 48:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy