Genesi 47:5 - Shona BIBLE5 Ipapo Farao akataura naJosefa, akati, “Baba vako navana vababa vako vauya kwauri; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Farao akataura naJosefa, akati: Ƃaba ʋako naʋana ʋaɓaɓa ʋako ʋaʋuya kwauri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Farao akataura naJosefa, akati, “Baba vako navana vababa vako vauya kwauri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Farao akati kuna Josefi, “Baba vako navakoma vako vauya kwauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Farao akati kuna Josefi, “Baba vako navakoma vako vauya kwauri. Viz kapitola |