Genesi 47:22 - Shona BIBLE22 Asi nyika yavapristi yoga haana kuitenga, nokuti vapristi vakanga vaganhurirwa mugove wavo naFarao; vaidya mugove wavo wavaipiwa naFarao. Naizvozvo havana kutengesa nyika yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi nyika yaʋaprista yoga haana‐kuiteŋga, nokuti ʋaprista ʋakaŋga ʋaganhurirwa mugoʋe waʋo naFarao; ʋaidya mugoʋe waʋo waʋaipiwa naFarao: naiɀoɀo haʋana‐kuteŋgesa nyika yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi nyika yavapristi yoga haana kuitenga, nokuti vapristi vakanga vaganhurirwa mugove wavo naFarao; vaidya mugove wavo wavaipiwa naFarao. Naizvozvo havana kutengesa nyika yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi minda yavapristi ndiyo chete yaasina kutenga nokuti Farao aivapa nguva nenguva mugove wavo wavakatemerwa. Mugove uyu wavaipiwa naFarao ndiwo wavairarama nawo. Ndosaka vapristi vasina kutengesa minda yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi minda yavapristi ndiyo chete yaasina kutenga nokuti Farao aivapa nguva nenguva mugove wavo wavakatemerwa. Mugove uyu wavaipiwa naFarao ndiwo wavairarama nawo. Ndosaka vapristi vasina kutengesa minda yavo. Viz kapitola |