Genesi 47:14 - Shona BIBLE14 Josefa akaunganidza mari yose yakanga iri panyika yeIjipiti, nenyika yeKenani, yavakatenga zviyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Josefa akaʋuŋganidza mari yose yakaŋga iri panyika yeEgipita, napanyika yeKanani, yaʋakateŋga ɀiyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Josefa akaunganidza mari yose yakanga iri panyika yeIjipiti, napanyika yeKenani, yavakatenga zviyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino nokutenga kwavakaita mbesanwa kudai, Josefi akakukuta mari yose yaiwanikwa muIjipiti nomuKanani achiitutira kumba kwaFarao. Viz kapitola |