Genesi 46:8 - Shona BIBLE8 Ndiwo mazita avana VaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika Egipita: Jakobo, naʋanakomana ʋake, ʋaiti: Rubeni, ɗaŋgwe raJakobo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndiwo mazita avana vaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. Viz kapitola |