Genesi 46:5 - Shona BIBLE5 Jakobho akasimuka, akabva Bheerishebha; vanakomana VaIsiraeri vakatakura Jakobho baba vavo, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, nengoro dzakanga dzatumwa naFarao kuti dzivatakure. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jakobo akasimuka, akabva Beeri‐sheba; ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakatakura Jakobo, ɓaɓa ʋaʋo, naʋana ʋaʋo ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaʋo, neŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naFarao kuti dziʋatakure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Jakobho akasimuka, akabva Bheerishebha; vanakomana vaIsiraeri vakatakura Jakobho baba vavo, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, nengoro dzakanga dzatumwa naFarao kuti dzivatakure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Jakobho akabva kuBheerishebha ndokupinda munzira. Vana vaJakobho vakakwidza baba wavo pamwechete namadzimai avo navana vavo mungoro dzakanga dzatumirwa naFarao kundovatakura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Jakobho akabva kuBheerishebha ndokupinda munzira. Vana vaJakobho vakakwidza baba wavo pamwechete namadzimai avo navana vavo mungoro dzakanga dzatumirwa naFarao kundovatakura. Viz kapitola |