Genesi 46:34 - Shona BIBLE34 Muti, ‘Varanda venyu vaiva vapfuwi vezvipfuwo kubva paucheche hwedu kusvikira zvino, isu namadzibaba edu;’ kuti mugare munyika yeGosheni, nokuti vafudzi vose vanonyangadza vaIjipiti.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Muti: Ʋaranda ʋenyu ʋaiʋa ʋapfuwi ʋeɀipfuwo kubva paʋucece bgeɗu kuȿikira ɀino, isu namadziɓaɓa eɗu; kuti mugare munyika yeGosheni, nokuti ʋafudzi ʋose ʋanonyaŋgadza ʋaEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Muti, ‘Varanda venyu vaiva vapfuwi vezvipfuwo kubva paucheche hwedu kusvikira zvino, isu namadzibaba edu;’ kuti mugare munyika yeGosheni, nokuti vafudzi vose vanonyangadza vaIjipiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Imi itii, ‘Isu varanda venyu takagara tichingova vanhu vokupfuwa zvipfuwo kubvira pahuduku hwedu kusvikira zvino iyesu tose namadzibaba edu.’ Kana madaro Farao achakubvumirai kugara mudunhu reGosheni,” nokuti vaIjipiti vakanga vakarimirana kumuganho nomunhu wose anoita basa rokupfuwa zvipfuwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Imi itii, ‘Isu varanda venyu takagara tichingova vanhu vokupfuwa zvipfuwo kubvira pahuduku hwedu kusvikira zvino iyesu tose namadzibaba edu.’ Kana madaro Farao achakubvumirai kugara mudunhu reGosheni,” nokuti vaIjipiti vakanga vakarimirana kumuganho nomunhu wose anoita basa rokupfuwa zvipfuwo. Viz kapitola |