Genesi 46:31 - Shona BIBLE31 Zvino Josefa akati kuvana vababa vake naveimba vababa vake, “Ini ndichakwira kundoudza Farao, ndichiti kwaari, ‘Vana vababa vangu, naveimba yababa vangu, vaigara kunyika yeKenani, vasvika kwandiri’; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino Josefa akati kuʋana ʋaɓaɓa ʋake naʋeimba yaɓaɓa ʋake: Ini ndicakwira kundoʋudza Farao, ndiciti kwaari: Ʋana ʋaɓaɓa ʋaŋgu, naʋeimba yaɓaɓa ʋaŋgu, ʋaigara kunyika yeKanani, ʋaȿika kwandiri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino Josefa akati kuvana vababa vake naveimba vababa vake, “Ini ndichakwira kundoudza Farao, ndichiti kwaari, ‘Vana vababa vangu, naveimba yababa vangu, vaigara kunyika yeKenani, vasvika kwandiri’; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Josefi akataura navakoma navanun'una vake navamwe vose vemba yababa vake achiti, “Ini ndava kundoudza Farao kuti, ‘Vakoma navanun'una vangu nemhuri yababa vangu vaye vaigara kunyika yeKanani vauya kwandiri.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Josefi akataura navakoma navanun'una vake navamwe vose vemba yababa vake achiti, “Ini ndava kundoudza Farao kuti, ‘Vakoma navanun'una vangu nemhuri yababa vangu vaye vaigara kunyika yeKanani vauya kwandiri.’ Viz kapitola |