Genesi 46:30 - Shona BIBLE30 Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Israeri akati kunaJosefa: Ɀino ŋgandicifa haŋgu, nokuti ndaʋona ciso cako, kuti uciri mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Viz kapitola |