Genesi 46:22 - Shona BIBLE22 Ndivo vanakomana vaRacheri, vakaberekerwa Jakobho; vose vaiva vane gumi navana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndiʋo ʋanakomana ʋaRakeri, ʋakaɓerekerwa Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanegumi naʋanna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ndivo vanakomana vaRakeri, vakaberekerwa Jakobho; vose vaiva vane gumi navana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ava ndivo vana navazukuru vaRakeri mudzimai waJakobho vose vari gumi navana. Viz kapitola |