Genesi 45:9 - Shona BIBLE9 Kurumidzai, mukwire kuna baba vangu, mundoti kwavari, ‘Zvanzi naJosefa, mwanakomana wenyu, Mwari akandiita ishe weIjipiti rose; burukirai kwandiri musanonoka; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kurumidzai, mukwire kunaɓaɓa ʋaŋgu, mundoti kwaʋari: Ɀanzi naJosefa, mŋanakomana wenyu: Mŋari wakandiita ishe weEgipita rose; ɓurukirai kwandiri, musanonoka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Kurumidzai, mukwire kuna baba vangu, mundoti kwavari, ‘Zvanzi naJosefa, mwanakomana wenyu, Mwari akandiita ishe weIjipiti rose; burukirai kwandiri musanonoka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Chikurumidzai kuenda kuna baba vangu mundoti, ‘Zvanzi nomwana wenyu Josefi, Mwari akandiita changamire weIjipiti yose, uyai zvenyu kuno kwandiri, musanonoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Chikurumidzai kuenda kuna baba vangu mundoti, ‘Zvanzi nomwana wenyu Josefi, Mwari akandiita changamire weIjipiti yose, uyai zvenyu kuno kwandiri, musanonoke. Viz kapitola |