Genesi 45:27 - Shona BIBLE27 Vakavaudza mashoko ose aJosefa; zvino vakati vaona ngoro dzakanga dzatumwa naJosefa kuzovatakura, mweya waJakobho, baba vavo, ukaponazve; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakaʋaʋudza mashoko ose aJosefa; ɀino ʋakati ʋaʋona ŋgoro dzakaŋga dzatumŋa naJosefa kuzoʋatakura, mŋeya waJakobo, ɓaɓa ʋaʋo, ukapona ɀe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakavaudza mashoko ose aJosefa; zvino vakati vaona ngoro dzakanga dzatumwa naJosefa kuzovatakura, mweya waJakobho, baba vavo, ukaponazve; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Jakobho akarondedzerwa zvose zvakanga zvarehwa naJosefi. Paakazoona ngoro dzakanga dzatumirwa naJosefi kuzovatakura, ndipo pakadzokazve simba rake. Viz kapitola |