Genesi 45:26 - Shona BIBLE26 Vakavaudza, vakati, “Josefa achiri mupenyu; ndiye mubati wenyika yose yeIjipiti.” Ipapo mwoyo wavo wakati rukutu, nokuti havana kutenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋakaʋaʋudza, ʋakati: Josefa uciri mupenyu; ndiye muɓati wenyika yose yeEgipita. Ipapo mŋoyo waʋo wakati rukutu, nokuti haʋana‐kutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Vakavaudza, vakati, “Josefa achiri mupenyu; ndiye mubati wenyika yose yeIjipiti.” Ipapo mwoyo wavo wakati rukutu, nokuti havana kutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vakasvikoti, “Josefi achiri mupenyu! Ndiye ari kutonga nyika yose yeIjipiti!” Zvakaomesa Jakobho mate mukanwa nokuti haana kubvuma zvaakataurirwa. Viz kapitola |