Genesi 45:25 - Shona BIBLE25 Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ʋakabva Egipita, ʋakakwira, ʋakandoȿika kunyika yeKanani kunaJakobo, ɓaɓa ʋaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Viz kapitola |