Genesi 45:21 - Shona BIBLE21 Vanakomana VaIsiraeri vakaita saizvozvo. Josefa akavapa ngoro, sezvaakarairwa naFarao, akavapa mbuva yokufamba nayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanakomana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo: Josefa akaʋapa ŋgoro, seɀaakarairwa naFarao, akaʋapa mbuʋa yokufamba nayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vanakomana vaIsiraeri vakaita saizvozvo. Josefa akavapa ngoro, sezvaakarairwa naFarao, akavapa mbuva yokufamba nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanakomana ivava vaIsiraeri vakaita saizvozvo. Josefi akavapa ngoro sezvaakanzi naFarao aite, akavapawo mbuva yaparwendo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vanakomana ivava vaIsiraeri vakaita saizvozvo. Josefi akavapa ngoro sezvaakanzi naFarao aite, akavapawo mbuva yaparwendo. Viz kapitola |