Genesi 45:20 - Shona BIBLE20 Musafunga nhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvenyika yose yeIjipiti ndezvenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Musafuŋga nhumbi dzenyu, nokuti ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yose yeEgipita ndeɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Musafunga nhumbi dzenyu, nokuti zvakaisvonaka zvenyika yose yeIjipiti ndezvenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Regai zvenyu kuita hanya nezvezvinhu zvenyu zvichasarako, nokuti muchawana zvinhu zvakanyanya kunaka zvomuno muIjipiti.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Regai zvenyu kuita hanya nezvezvinhu zvenyu zvichasarako, nokuti muchawana zvinhu zvakanyanya kunaka zvomuno muIjipiti.’ ” Viz kapitola |