Genesi 45:18 - Shona BIBLE18 munotora baba venyu navedzimba dzenyu muuye kwandiri; ndichakupai zvinhu zvakaisvonaka zvenyika yeIjipiti, mudye zvakakora zvenyika.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 mundotora ɓaɓa ʋenyu naʋedzimba dzenyu muʋuye kwandiri; ndicakupai ɀinhu ɀakaiȿo‐naka ɀenyika yeEgipita, mudye ɀakakora ɀenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 mundotora baba venyu navedzimba dzenyu muuye kwandiri; ndichakupai zvinhu zvakaisvonaka zvenyika yeIjipiti, mudye zvakakora zvenyika.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 mundotora baba venyu nemhuri dzenyu muuye kuno kwandiri ndichakupai pokugara pakanakisisa muno muIjipiti, mugowana zvokudya mugere zvakanaka.’ Viz kapitola |