Online Bible

- Reklamy -

Genesi 45:16 - Shona BIBLE

16 Zvino mukurumbira wazvo wakanzwika mumba maFarao, zvichinzi, “Vana vababa vaJosefa vasvika!” Farao navaranda vake vakafara naizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino mukurumbira waɀo wakanzwika mumba maFarao, ɀicinzi: Ʋana ʋaɓaɓa ʋaJosefa ʋaȿika! Farao naʋaranda ʋake ʋakafara naiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino mukurumbira wazvo wakanzwika mumba maFarao, zvichinzi, “Vana vababa vaJosefa vasvika!” Farao navaranda vake vakafara naizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Shoko rakazosvikawo kumuzinda waFarao rokuti vakoma vaJosefi vakasvika. Farao namachinda ake vakafara kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Shoko rakazosvikawo kumuzinda waFarao rokuti vakoma vaJosefi vakasvika. Farao namachinda ake vakafara kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Genesi 45:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy