Genesi 45:14 - Shona BIBLE14 Akawira pamutsipa waBhenjamini, munun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akawira pamutsipa waBenjamini, munuŋuna wake, akacema; naiye Benjamini akacema pamutsipa wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Akawira pamutsipa waBhenjamini, mun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Viz kapitola |